Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Russia

Administrative Center of JWs in Russia

Ul. Srednyaya 6

Solnechnoye, Kurortnyi Rayon

197739 ST. PETERSBURG

RUSSIA

+7 812-702-26-90

+7 812-432-95-50

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:30 a.m. kusvika 10:30 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 3:00 p.m.

Kunotora awa nehafu

Muchidimbu

Tinotarisira basa rokushandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro 33, kusanganisira Mutauro Wemasaini wokuRussia. Tinotsigira basa rinoitwa neZvapupu zvaJehovha muungano dzinenge 2 500.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.