Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Romania

Orzari Street No. 29-31

Sector 2

RO-021552 BUCUREŞTI

ROMÂNIA

+40 21-302-75-00

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:30 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:30 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa nehafu

Muchidimbu

Tinotarisira basa reZvapupu zvaJehovha muRomania. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri muchiRomanian. Tinorekodha maCD muchiRomanian.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.