Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Peru

Jirón El Cortijo 329

Monterrico Chico. Santiago de Surco

LIMA 33

PERU

+51 1-434-1474

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri muchiQuechua (Ancash), Quechua (Ayacucho), Quechua (Cuzco), Shipibo-Conibo, Awajun, uye muMutauro Wemasaini wokuPeru.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.