Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Paraguay

Asociación Torre de Vigía de Biblias y Tratados

San Roque González 234

Ruta 1, Km. 17

B° 25 de Mayo

PY - 2560 CAPIATA

PARAGUAY

+595-21-578-698

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 10:45 a.m. uye 2:15 p.m. kusvika 4:15 p.m.

Kunotora awa nemaminitsi 15

Muchidimbu

Tinotarisira basa rinoitwa neZvapupu zvaJehovha zvinoda kusvika 9 000 muParaguay. Tinoshandura mabhuku nemagazini anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiGuarani uye muMutauro Wemasaini wokuParaguay uyewo tinorekodha nekugadzira mavhidhiyo mumitauro iyi.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.