Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Papua New Guinea

Jehovah’s Witnesses

Section 85, Lot 24, Avaka St.

Gordon

PORT MORESBY, NCD

PAPUA NEW GUINEA

+675 325-3011

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiHiri Motu uye Tok Pisin uyewo nemimwe mitauro 12.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.