Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Nigeria

Km 51, Benin-Auchi Road

IGIEDUMA 301110

EDO STATE

NIGERIA

+234 7080-662-020

+234 8039-003-790

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora maawa maviri

Muchidimbu

Tinoprinda makopi eNharireyomurindi neMukai! anosvika 41 miriyoni gore negore mumitauro mipfumbamwe. Tinotumira mabhuku anotsanangura Bhaibheri muNigeria uye kune dzimwe nyika shanu dziri kuMadokero kweAfrica

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.