Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

New Caledonia

236, rue Georges Lèques

Normandie

98800 NOUMEA

NEW CALEDONIA

+687 43-75-00

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora maminitsi 45

Muchidimbu

Tinotarisira basa rinoitwa neZvapupu zvaJehovha muNew Caledonia, Vanuatu uye Wallis & Futuna Islands. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiWallisian, Lifu, Bislama, uye nemimwe mitauro mishanu inotaurwa munyika ino.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.