Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Myanmar

94-B Inya Rd

YANGON

MYANMAR

+95 1-511035

+95 1-512699

+95 1-535663

+95 1-513176

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiMyanmar, Chin (Hakha), Kayin (Sgaw), uye nemimwe mitauro inosvika 13. Tinotumira mabhuku anorema matani 81 kuungano uye nemapoka anopfuura 80 gore negore muMyanmar.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.