Enda pane zvauri kuda

Hofisi Uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Mozambique

Rua da Micaia No. 160

Bairro Triunfo

Costa do Sol

MAPUTO

MOZAMBIQUE

+258 21-450-500

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:​00 a.m. kusvika 11:​00 a.m. uye 1:​00 p.m. kusvika 3:​30 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinotarisira basa rekudzidzisa Bhaibheri rinoitwa neZvapupu zvaJehovha 67 758. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro inenge 20, uye tinoatumira kuungano 1 315 muMozambique. Panewo chikamu chinoratidza muchidimbu nhoroondo yeZvapupu zvaJehovha muMozambique.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.