Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Moldova

Str Gr Ureche 75

MD-2005 CHISINAU

REPUBLIC OF MOLDOVA

+373 22-22-86-26

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinotarisira basa rinoitwa neZvapupu zvaJehovha zvinopfuura 20 000. Tinotumira mabhuku anorema matani anopfuura 16 mwedzi nemwedzi muungano dzinosvika 250 muMoldova.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.