Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Mexico

Ave Jardin No. 10

Fraccionamiento El Tejocote

56239 TEXCOCO, MEX

MEXICO

+52 555-133-3000

+52 555-133-3099

+52 555-858-0100

+52 555-858-0199

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora maawa maviri nehafu

Muchidimbu

Tinotarisira basa rokushandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro inosvika 49 munharaunda yose yeMexico kusvika kuPanama. Tinoprinda mabhuku mumitauro inopfuura 60 uye tinotumira mabhuku kunyika dzinopfuura 10 mumitauro inopfuura 80.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.