Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Malawi

Plot 38, Area 32

Paul Kagame Road

LILONGWE

MALAWI

+265 1-762-111

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:​00 a.m. kusvika 11:​00 a.m. uye 1:​00 p.m. kusvika 4:​00 p.m.

Kunotora awa nehafu

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri muChichewa, Citonga, Citumbuka, Chiyao, uye Mutauro Wemasaini wokuMalawi. Tinotarisira basa rinoitwa neungano dzinopfuura 1 300 muMalawi.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.