Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Madagascar

Vavolombelon’i Jehovah

Lot 1207 MC

Mandrosoa

105 IVATO

MADAGASCAR

+261 2022-44837

+261 3302-44837 (Mobile)

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

7:30 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiMalagasy, Tankarana, Tandroy, uye Vezo. Tinorekodha maCD nemavhidhiyo mumutauro wechiMalagasy. Tinotarisira basa rinoitwa neungano dzinosvika 600. Tinotumira mabhuku nemabhurocha anopfuura 270 000 nemagazini anodarika 600 000 mwedzi nomwedzi.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.