Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Macedonia

ul. Alzirska 36

1000 SKOPJE

MACEDONIA

+389 2-3090-580

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiMacedonian uye wechiRomany unotaurwa kuMacedonia.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.