Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Liberia

Near Police Academy Junction

Kakata Highway

Paynesville City

MONROVIA

LIBERIA

+231 886-513-408

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:30 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinotarisira basa rokudzidzisa Bhaibheri rinoitwa neZvapupu zvaJehovha zvinopfuura 5 500 muLiberia.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.