Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Korea

Sindumangok-ro 73, Gongdo-eup

Anseong-si, Gyeonggi-do

REPUBLIC OF KOREA

+82 31-690-0033

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora maawa maviri

Muchidimbu

Tinoprinda magazini anosvika 18 miriyoni mumitauro 6 gore negore uye tinotumira mabhuku nemagazini anorema matani 850 gore rimwe nerimwe. Tinoshandura muchiKorean uye muMutauro Wemasaini wokuKorea. Tinorekodha mavhidhiyo muMutauro Wemasaini wokuKorea.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.