Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Kenya

Elgeyo Marakwet Rd

Kilimani area near Adams Arcade

NAIROBI

KENYA

+254 20-387-3211

+254 20-387-3212

+254 20-387-3213

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa nehafu

Muchidimbu

Tinotarisira basa rokushandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro gumi kusanganisira Mutauro Wemasaini wokuKenya. Tinorekodha maCD uye mavhidhiyo mumitauro yemuno. Tinotsigira basa riri kuitwa neZvapupu zvaJehovha munyika dzakasiyana-siyana dziri pedyo nesu.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.