Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Italy

Congregazione Cristiana Dei Testimoni di Geova

Via della Bufalotta 1281

I-00138 ROME RM

ITALY

+39 06-872941

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 10:30 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 3:30 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiItalian uyewo muMutauro Wemasaini wokuItaly. Tinorekodha maCD uye mavhidhiyo. Nhamba yeungano nemapoka zvatinotarisira muItaly nedzimwe nyika inopfuura 3 000.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.