Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Indonesia

Saksi Saksi Yehuwa Indonesia

Jl. Kelinci Raya No. 36

JAKARTA PUSAT 10710

INDONESIA

+62 251-8240534

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa nehafu

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiIndonesian uye muMutauro Wemasaini wokuIndonesia. Tinorekodhawo maCD uye nemavhidhiyo.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.