Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

India

927/1 Addevishwanathapura

Rajanukunte

Yelahanka

BANGALORE-KAR 560 064

INDIA

+91 98-4547-6425

+91 98-4534-8815

+91 96-8611-4293

+91 80-2846-8072

+91 80-2846-8073

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:​00 a.m. kusvika 11:​00 a.m. uye 1:​00 p.m. kusvika 3:​00 p.m.

Kunotora awa nehafu

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro 18 yomuIndia. Tinoprinda mabhuku mumitauro 24 yomuIndia. Tinotumira mabhuku muIndia yose uye nedzimwe nyika 9.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.