Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Hungary

 

BUDAPEST

Kövirózsa u. 1.

H-1163

HUNGARY

+361 401-1100

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

9:00 a.m., 10:30 a.m., 2:00 p.m. uye 3:30 p.m.

Kunotora awa nemaminitsi 15

Muchidimbu

Tinotarisira basa rinoitwa muungano dzinopfuura 280 muHungary uye tinobetserawo ungano dzinotaura mutauro wechiHungarian dziri muSlovakia uye Ukraine. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiHungarian uye Lovári. Tinorekodhawo maCD mumutauro wechiHungarian uye mavhidhiyo muMutauro Wemasaini wokuHungary.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.