Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Hong Kong

Watch Tower Bible and Tract Society

22/F, 1 Hung To Road,

Kwun Tong,

KOWLOON, HONG KONG

+852 3950-3500

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:​00 a.m. kusvika 11:​00 a.m. uye 1:​00 p.m. kusvika 4:​00 p.m.

Kunotora maminitsi 45

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiChinese (Simplified uye Traditional). Tinorekodhawo maCD muchiChinese (Cantonese) nemavhidhiyo muMutauro Wemasaini wokuHong Kong.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.