Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Greece

 

Watch Tower Bible and Tract Society

Kifisias 77

GR 151 24 MAROUSI

GREECE

+30 210-619-7630

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:​00 a.m. kusvika 12:​00 masikati uye 2:​00 p.m. kusvika 4:​00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiGreek, Greek Romany uye muMutauro Wemasaini wechiGreek. Tinotarisira basa rinoitwa neZvapupu zvaJehovha muGreece uye Cyprus.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.