Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Georgia

Aerodromis Dasahleba 13th Street, No. 10

TBILISI, 0182

GEORGIA

+995 32-276-23-59

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:30 a.m. kusvika 10:30 a.m. uye 1:30 p.m. kusvika 3:30 p.m.

Kunotora maminitsi 30

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiAzerbaijani, Georgian, uye Kurdish Cyrillic. Tinorekodhawo pamaCD uye mavhidhiyo mumitauro iyi.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.