Enda pane zvauri kuda

Hofisi Uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Yambiro nezveCoronavirus (COVID-19): Munyika dzakawanda takamisa urongwa hwekuti vanhu vauye vachizoona mahofisi edu. Kana paine hofisi yawanga uchida kuona tinokumbira kuti uifonere.

Finland

Puutarhatie 60

FI-01300 VANTAA

FINLAND

+358 9-825-885

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

Sezvo paine basa rakakura rekuvaka riri kuitwa pabazi, hazviiti kuti tive nevakawanda vanouya kuzoona Bheteri kubva musi wa1 May 2019, kusvika musi wa31 December 2020. Kana muchida kuuya kuzoona bazi panguva iyi, tangai mataura nesu.

Muchidimbu

Tinotarisira basa reZvapupu zvaJehovha zvinopfuura 34 000 muBelarus, Estonia, Finland, Latvia neLithuania. Tinoona nezvekushandurwa kwemabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro 8 nemimwe mitauro 4 yemasaini.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.