Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Fiji

 

 

19 St. Fort Street

SUVA

FIJI

+679 330-4766

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinotarisira basa rinoitwa neZvapupu zvaJehovha muFiji, Kiribati, Tuvalu uye Nauru. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiFijian, Kiribati, Tuvaluan, Rotuman, uye Nauruan.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.