Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Ethiopia

 

 

Jehovah’s Witnesses, Yeka sub-city, Wereda 12;

House 161 on Kotebe Road; 1 km past

Kotebe College for Teachers Education

ADDIS ABABA

ETHIOPIA

 +251 11-660 3611

+251 91-121-3489 (Mobile)

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:20 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro mishanu yemuEthiopia. Tinotarisirawo basa rokudzidzisa Bhaibheri muEthiopia uye munyika dziri pedyo nesu. Tinotungamirirawo basa rokuvakwa kweDzimba dzoUmambo.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.