Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Ecuador

Sociedad de Estudiantes de la Biblia - Testigos de Jehová

Makiromita anoda kusvika 24 tichienda nekua la Costa (mamita 600 tisati tasvika patollgate)

GUAYAQUIL

ECUADOR

+593 4-371-2720

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:30 a.m. kusvika 10:30 a.m. uye 1:30 p.m. kusvika 3:30 p.m.

Kunotora awa nehafu

Muchidimbu

Tinotarisira basa rinoitwa muungano dzinopfuura 900. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri muchiQuichua uye mumimwe mitauro yakarerekera kumutauro uyu, Mutauro Wemasaini wokuEcuador, uye Shuar.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.