Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Denmark

Stenhusvej 28

DK-4300 HOLBAEK

DENMARK

+45 59-45-60-00

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

9:00 a.m., 10:30 a.m., 1:30 p.m., uye 3:00 p.m.

Kunotora awa nehafu

Muchidimbu

Bazi reScandinavia rinotarisira basa reZvapupu zvaJehovha zvinosvika 50 000 muDenmark, Faeroe Islands, Greenland, Iceland, Norway, uye Sweden. Rinoona nezvekushandurwa kwemabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro 6 uye mumitauro 3 yemasaini uyewo kurekodhwa kwemaCD uye mavhidhiyo mune mimwe yemitauro iyi.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.