Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

The Democratic Republic of the Congo

75, 13e Rue, Q. Industriel

LIMETE

KINSHASA

DEMOCRATIC REPUBLIC OF THE CONGO

+243 81-555-1000

+243 99-818-9791

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:30 a.m. kusvika 10:30 a.m. uye 1:30 p.m. kusvika 3:30 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura magazini eNharireyomurindi mumitauro inosvika 7 uye mamwe mabhuku mune mimwe mitauro inosvika 27. Tinotumira mabhuku anorema matani 1 670 gore negore kuungano dzinopfuura 3 000 dziri muCongo Kinshasa.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.