Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Curaçao

Seroe Loraweg 142A

WILLEMSTAD

CURAÇAO

+599 9-461-7528

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:15 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinotarisira basa rinoitwa neZvapupu zvaJehovha muzvitsuwa zveAruba, Bonaire uye Curaçao. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro miviri inozivikanwa muPapiamento.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.