Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Côte d’Ivoire

Rue J-58 - Lot 1758

Deux-Plateaux

3ème tranche, Vallon

ABIDJAN

CÔTE D’IVOIRE

+225 2241-3606

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

2:​00 p.m. kusvika 4:​00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiBaoulé uyewo nemimwe mitauro mitanhatu: Abbey, Attié, Bété, Gouro, Guéré, uye Yacouba. Tinorekodhawo mabhurocha pamaCD uye nemitambo mumitauro yakati wandei.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.