Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Chile

Ave Concha y Toro 3456

PUENTE ALTO

CHILE

+56 2-2428-2600

+56 2-2428-2609 (Fax)

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

9:00 a.m., 10:30 a.m., 1:30 p.m., 3:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinotarisira basa rokudzidzisa Bhaibheri rinoitwa neZvapupu zvaJehovha muChile. Tinotumira mabhuku kuungano dzinopfuura 800.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.