Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Cameroon

Les Témoins de Jéhovah du Cameroun

Ancienne Route SONEL

Bonamikano, Bonabéri,

DOUALA

CAMEROON

+237 243-82-18-30

+237 243-82-18-34

+237 699-99-55-02

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Chitatu neChishanu

2:​00 p.m. kusvika 4:​30 p.m.

Kunotora maminitsi 30

Muchidimbu

Tinotarisira basa rinoitwa neZvapupu zvaJehovha zvinopfuura 40 000 zvinowanika muCameroon, Gabon uye Equatorial Guinea. Tinotumira mabhuku kunyika shanu dzomuAfrica.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.