Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Bulgaria

Boulevard Tsar Boris III 227

1618 SOFIA-PAVLOVO

BULGARIA

+359 2-9559-590

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Nhamba yemapoka neungano dzatinotarisira muBulgaria inosvika 60. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro weBulgarian uye muMutauro Wemasaini wokuBulgaria uye Romany.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.