Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Bolivia

5350 Estrella Street, corner of Sol Street

(Alemania Avenue between 5th and 6th Rings)

SANTA CRUZ

BOLIVIA

+591 3-342-3442

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora maminitsi 45

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro yeQuechua (Bolivia), Aymara, Guarani (Bolivia), uye muMutauro Wemasaini wokuBolivia.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.