Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Benin

ARTJB (Association religieuse des Témoins de Jéhovah du Bénin)

Route Inter-Etat Cotonou-Parakou

AB-CALAVI

BENIN

+229 97-97-00-60

+229 21-36-01-14

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 10:45 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 3:45 p.m.

Kunotora maminitsi 45

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiBariba, Fon, Gun, Jula, Kabiye, Moore, uye Zarma. Tinotumira mabhuku kumapoka uye kuungano dzinopfuura 500 dziri muBenin, Burkina Faso, Niger, uye Togo.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.