Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Belgium

Christian Congregation of Jehovah’s Witnesses

rue d’Argile-Potaardestraat 60

B-1950 KRAAINEM

BELGIUM

+32 2-782-00-15

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 10:30 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 3:30 p.m.

Kunotora awa nehafu

Muchidimbu

Tinotarisira basa rinoitwa neZvapupu zvaJehovha muBelgium. Kuratidzwa zvinoitwa pahofisi kunosanganisirawo kuratidzwa zvinhu zvaishandiswa kare nesangano redu.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.