Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Barbados

Watch Tower Bible and Tract Society

Crusher Site Road

Prospect

BB 24012 ST. JAMES

BARBADOS

+1 246-438-0655

+1 246-424-9172 (Fax)

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinotarisira basa rinoitwa neZvapupu zvaJehovha pazvitsuwa zvikuru zvisere uyewo pane zvimwe zvitsuwa zviduku zvakawanda. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiCreole.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.