Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Armenia

38 Keri Street

0028 YEREVAN

ARMENIA

+374 10 708 200

Nguva Yebasa

Muvhuro kusvika Chishanu

9:30 a.m. kusvika 11:⁠00 a.m. uye 2:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Zvinotora 1 awa

Garai mafona muchitiudza nezvezuva nenguva yamuchauya.

Zvinoitwa ipapo

Panoshandurirwa mabhuku anotsanangura Bhaibheri muchiArmenian, muArmenian Braille, muArmenian Sign Language, uye muchiKarabakh. Bazi racho rinoona nezvebasa reZvapupu zvaJehovha 11 178 zviri muArmenia. Mucharatidzwawo zvinhu zvaishandiswa kare.