Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Argentina

Roseti 1084

C1427BVV CDAD. AUT. DE BUENOS AIRES

ARGENTINA

+54 11-3220-5900

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:30 p.m. kusvika 4:30 p.m.

Kunotora maawa matatu

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri muMutauro Wemasaini wokuArgentina uye nemimwe mitauro mina inoshandiswa munyika muno. Tinoprinda magazini, mabhurocha, maturakiti uye nezvimwewo zvokuArgentina uye Uruguay.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.