Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Angola

Rua de Talatona N°1 (Próximo da Angola Telecom)

LUANDA SUL

ANGOLA

+244 222-460-192

+244 222-460-211

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora maminitsi 45

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiChokwe, Kikongo, Kimbundu, Ngangela, Nyaneka uye Umbundu. Tinotumira magazini anoda kusvika miriyoni kuungano dzinopfuura 1 000.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.