Enda pane zvauri kuda

Hofisi Uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Yambiro nezveCoronavirus (COVID-19): Munyika dzakawanda takamisa urongwa hwekuti vanhu vauye vachizoona mahofisi edu. Kana paine hofisi yawanga uchida kuona tinokumbira kuti uifonere.

Albania

Autostrada Tiranë – Durrës, Km 1

Mëzez

TIRANË

ALBANIA

+355 42-407-255

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:​00 a.m. kusvika 11:​00 a.m. uye 1:​00 p.m. kusvika 4:​00 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumutauro wechiAlbanian uye muMutauro Wemasaini wokuAlbania. Tinotumira mabhuku emitauro yakasiyana-siyana kuungano dziri muAlbania uye muKosovo.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.