Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

 

Suriname

Garnizoenspad 239

DISTRICT WANICA

SURINAME

+597 328054

+597 328049

+597 328021

+597 328019

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:00 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora maminitsi 45

Muchidimbu

Tinotarisira basa reZvapupu zvaJehovha muSuriname. Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri mumitauro mishanu kusanganisira Mutauro Wemasaini wokuSuriname. Tinorekodha maCD mumitauro yakati wandei.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.