Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Sri Lanka

Watch Tower Bible and Tract Society of Lanka

711 Station Road

WATTALA 11300

SRI LANKA

+94 11-2930-444

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:00 a.m. kusvika 11:15 a.m. uye 1:00 p.m. kusvika 4:00 p.m.

Kunotora maminitsi 45

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri muchiSinhala. Tinorekodha maCD muchiSinhala.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.