Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Hofisi uye Kuratidzwa Zvinoitwapo

Tinokukoka kuti uzoona zvinoitwa pamahofisi edu uye panzvimbo dzatinodhindira mabhuku. Sarudza nzvimbo yaunoda uye ona nguva yokuratidzwa zvinoitwa ipapo.

Spain

Testigos Cristianos de Jehová

Ctra. M-108 Torrejón-Ajalvir, km. 5

28864 AJALVIR (MADRID)

SPAIN

+34 918-879-700

Kuratidzwa Zvinoitwapo

Muvhuro kusvika Chishanu

8:​30 a.m. kusvika 12:​00 p.m. uye 2:​30 p.m. kusvika 4:​30 p.m.

Kunotora awa imwe chete

Muchidimbu

Tinoshandura mabhuku anotsanangura Bhaibheri muchiBasque, Catalan, Galician, Valencian, Spanish uye mutauro wemasaini wechiSpanish. Kuratidzwa uku kunosanganisira kuoneswa nhoroondo yeZvapupu zvaJehovha muSpain.

Dhaunirodha kabhuku kanoratidza zvinoitwa pahofisi.