Enda pane zvauri kuda

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Tinokukoka kuGungano

Tinokukoka kuGungano

Vakawanda mazuva ano vari kurasa tariro, asi Bhaibheri rinotiudza kuti, ‘Usaneta.’ Gore rino gungano reZvapupu zvaJehovha richaratidza kuti tingaita sei kuti tinakidzwe neupenyu iye zvino uye zvatingaita kuti tive netariro yeramangwana.

 

Inzwa zvimwe

NDIVANAANI VARI KUITA KUDA KWAJEHOVHA MAZUVA ANO?

Nei Zvapupu zvaJehovha Zvichipinda Magungano Makuru?

Gore rimwe nerimwe, tinoungana pazviitiko zvitatu zvinokosha. Ungabatsirwa sei nemagungano aya?