Accessibility setting

Sarudza Mutauro

Enda kuMenu Inodzika Kuruboshwe

Enda pane zvauri kuda

Zvapupu zvaJehovha

Shona

Magungano Enyika Dzakawanda a2014—Zvapupu zvaJehovha Zviri Kutsvaka Umambo hwaMwari Pakutanga

Magungano Enyika Dzakawanda a2014—Zvapupu zvaJehovha Zviri Kutsvaka Umambo hwaMwari Pakutanga

Umambo hwaMwari hune zvahunobatsira here mazuva ano? Tarisa uone hama dzomunyika yose dzichiungana kuti dzidzidze nezvoUmambo ihwohwo uye kubatsira kwahuri kuita.

Inzwa zvimwe

Zvapupu zvaJehovha Vanhu Verudzii?

Unoziva Zvapupu zvaJehovha zvingani? Chii chaunonyatsoziva nezvedu?

Nei Zvapupu zvaJehovha Zvichipinda Magungano Makuru?

Gore rimwe nerimwe, tinoungana pazviitiko zvitatu zvinokosha. Ungabatsirwa sei nemagungano aya?

Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

Ona kuti sei hurumende yaMwari yakanakisisa kupfuura hurumende dzose.