Gungano reZvapupu zvaJehovha ra2021 Rinoti: Simbiswa Nekutenda!
Muupenyu tinosangana nematambudziko akawanda. Kuva nekutenda kwechokwadi kuchakubatsira kuti ukwanise kutsungirira. Pindawo nesu gungano rinoti “Simbiswa Nekutenda!”