Ona mafambiro akaita basa rekuvaka mahofisi makuru matsva eZvapupu zvaJehovha uye kuti vashandi vaiuya kuzobatsira pakuita basa racho asi pasina mari yavaipiwa, vakaritsigira sei kubva muna May kusvika August 2015.

Zvichange zvakaita zvivako zvekuWarwick kana zvapera. Kutangira kuruboshwe nechekumusoro:

  1. Garaji Rekugadzirira Motokari

  2. Pokupakira Motokari Dzevaeni

  3. Maintenance Building nePokupakira Motokari Dzevanogarapo

  4. Residence B (Dzimba dzokugara)

  5. Residence D

  6. Residence C

  7. Residence A

  8. Mahofisi neServices Building